LATEST PICTURES: Mugabe Family on Holiday
28 December 2014
Spread the love

13 Replies to “LATEST PICTURES: Mugabe Family on Holiday”

  1. Ndakaverenga painzi: Mugabe haachatonga nyika. Hanzi akasoguma kuitonga muna 2005. Kwanzi anga achingotonga kubva ipapo ndiGire. Ndosaka yadero kuwondongwa. Kwanzi ingazoende nepikowo Zimbabwe ichitongwa naTypist?

  2. Ko vanonetserei komukweguri vakomana kuzoita vana wavamudhara kwagozha unoita kuvona kuti malume voda kuvata chaiko . Mabasa asvo Gucci svoda kumora mari yese yevanha veZimbabawe Satan

  3. Are these reward notices ” wanted for murder/crimes’ ???the retarded patriarch looks like a corpse awaiting his daily blood transfusion !!!!!

Comments are closed.